Datya
(runangakatsva kubva kuDawa)
Datya (frog in English) imhuka iri pamupanda dzehugarohuviri. Datya rinogara mumvura uye rinogarazve padunhu. Kune dzimwe nzvimbo datya guru rinonzi dzetse rinodyiwa nyama.
Mhando dzeMatatya
chinjirudzaNhahwi - a type of frog which lives near water. It stretches itself by jumbing a long step going in water normally when it is disturbed.
- Rwangachere kana tumbare (little poisonous frog — which encloses itself in grass).
- Datya (land frog).
Tsumo
chinjirudza- Datya kugara mumvura sandi kunwa.
- Zviururwi zvinofara kana kondo afa ziso. Small frogs are happy when the hammer-head (bird) has lost one eye.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- Shambala vanoti jula (n. frog), kureva datya. Taabwa vanoti kiula (n. frog) kureva chura.
- Lenje vanoti wombwe (frog) kureva datya. Kaonde vanoti bombwe (frog) kureva datya.
- VaKongo vanoti luwanga (frog) kureva datya. VaEmbu vanoti koora (a small frog) kureva kadatya.
- VaMaconde vanoti chitowe kana vitowe pakuwanda (n. frog) kureva datya.