Datya

(Redirected from Zura)

Datya (frog in English) imhuka iri pamupanda dzehugarohuviri. Datya rinogara mumvura uye rinogarazve padunhu. Kune dzimwe nzvimbo datya guru rinonzi dzetse rinodyiwa nyama.

Pyxicephalus adspersus, Boston Aquarium.jpg

Mhando dzeMatatyaEdit

  • Datya (land frog).

TsumoEdit

  • Datya kugara mumvura sandi kunwa.
  • Zviururwi zvinofara kana kondo afa ziso. Small frogs are happy when the hammer-head (bird) has lost one eye.

Mitauro yeBantuEdit