Efik mutauro unowanikwa kuNigeria neCameroon.

Mashoko Anotodza Bantu

chinjirudza
  • Efik inoti usen (n. day) kureva musi. Fananidzai nokuti kuseni.
  • Efik inoti ubok (n. hand) kureva ruwoko.
  • Efik inoti ekebe (n. box) kureva bhoksi.
  • Efik inoti nwed (n. book) kureva bhuku. Fananidzai nokuti nwadhi.
  • Efik inoti unam (n. meat, animal) kureva nyama.
  • Efik inoti udia (n. food) kureva kudya.
  • Efik inoti utom (n. work) kureva basa. Fananidzai nokuti kutuma.
  • Efik inoti nwana (n. fight) kureva kurwa.
  • Efik inoti nyene (have, own). Fananidzai nokuti mwene.

Mamwe Mashoko

chinjirudza
  • Efik inoti uyai (n. beauty) kureva runako.
  • Efik inoti ete (n. father) kureva baba.
  • Efik inoti dara (n. ) kureva [[]].

Mabviro eRuzivo

chinjirudza
  • Duramazwi reEfik rakawanikwa pa www.forgottenbooks.com.