Jingamvura, Zimbabwe

(runangakatsva kubva kuJingamvura)

Jingamvura izita renzvimbo inowanikwa muZimbabwe mudunhu reChiweshe kuMashonaland Central.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • MaZulu vanoti jinga (v. Be continually at, keep near to, stick close to, follow closely; importune, pester; frequent) kureva kuchenga. Jinge (Do continually, habitually).
  • MaZulu vanoti umjingandlu (v. 1. Species of brown snake, fond of frequenting huts. 2. Boy who habitually stays at home. Lit. what frequents the house).
  • VaKongo vanoti ejinga (n. pool left by the fall of a river; hole in the bed of a river).
  • VaKongo vanoti jinga (n. Be permanent, live long, survive, last, remain alive). VaKongo vanoti jingu (n. permanence, vitality, endurance, immortality, eternity).
  • VaWanga vanoti oluchinga kana olukuku (coast, shore, banks). VaWanga vanoti lichinga (island) kureva chitsuwa.