Mumvuriwedombo
(runangakatsva kubva kuKabovora)
Mumvuriwedombo kana kabovora (n. Pellaea calomelanos) rudzi rwegwenzi rinowanikwa munyika dzekumabvazuva nekuchamhembe kweAfrica. Nyika idzi dzinosanganisira Angola, Botswana, Democratic Republic of the Congo, Ethiopia, Kenya, Malawi, Mozambique, Namibia, Somalia, South Africa, South Sudan, Sudan, Tanzania, Uganda, Zambia, neZimbabwe.