Kimeru mutauro weBantu unowanikwa kuKenya.

Mazwi Anotodza Shona

chinjirudza
  • Kimeru inoti mwari (n. girl, daughter) kureva musikana.
  • Kimeru inoti muji (n. home) kureva musha.
  • Kimeru inoti baaba (n. father) kureva baba.
  • Kimeru inoti twonane (v. see you) kureva toonana.
  • Kimeru inoti murimi (n. farmer) kureva murimi.
  • Kimeru inoti muntu (n. man) kureva munhu.
  • Kimeru inoti ng'ombe (n. cow) kureva mombe.
  • Kimeru inoti mweri (n. moon) kureva mwedzi.
  • Kimeru inoti mbura (n. rain) kureva kunaya kwemvura.
  • Kimeru inoti mwana (n. baby) kureva mwana.*Kimeru inoti*Kimeru inoti
  • Kimeru inoti gikombe (n. cup) kureva mukombe.
  • Kimeru inoti meno (n. teeth) kureva meno.
  • Kimeru inoti njara (n. hand) kureva ruwoko.
  • Kimeru inoti kuthoma (n. to read) kureva kuverenga.
  • Kimeru inoti kanyua (n. mouth) kureva mukanwa.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Kimeru inoti nda (n. stomach) kureva dumbu.
  • Kimeru inoti mwarongina (n. sister) kureva sisi.
  • Kimeru inoti mutanongina (n. brother) kureva bhudhi.
  • Kimeru inoti kuandika (n. to write) kureva kunyora.