Suba-Simbiti mutauro unowanikwa muTanzania

Mazwi Anotodza Shona

chinjirudza
  • Simbiti inoti omotegho (n. trap) kureva muteyo.
  • Simbiti inoti reehwa (n. thorn) kureva munzwa.
  • Simbiti inoti orote (n. drool) kureva rute.
  • Simbiti inoti umwene (self) kureva ndimene.
  • Simbiti inoti okorema (to cultivate) kureva kurima.
  • Simbiti inoti omwe (one) kureva imwe. Mamwe mazwi: bhabhërë (two) kureva mbiri.
  • Simbiti inoti bhatato (three) kureva nhatu. Mamwe mazwi: bhane (n. four) kureva ina.
  • Simbiti inoti bhataano (five) kureva shanu. Mamwe mazwi: bhasansabha (six) kureva tanhatu.
  • Simbiti inoti muhungate (seven) kureva nomwe. Mamwe mazwi: monaane (eight) kureva sere.
  • Simbiti inoti kenda (n. nine) kureva pfumbabwe. Mamwe mazwi: ikömi (ten) kureva gumi.
  • Simbiti inoti merongo ëtato (thirty) kureva makumi matatu. Mamwe mazwi: merongo etaano (fifty) kureva makumi mashanu.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Simbiti inoti kishishi (n. village) kureva musha.
  • Simbiti inoti twabhina (we danced) kureva kudzana.