Kitereke sezita
Kitereke izita rinowanikwa muUganda neTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Isaac Kitereke; Enid Kitereke; Oriver Kitereke; Kitereke Baba.
- VaNdau vanoti tereka (to put pot on fire) zvichireva kugadza poto pamoto.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- VaChewa neVaHerero vanoti tereka (boil, to set pot on the fire) kureva kufashaidza. Tereka onyama (boil the meat).
- Kimbundu neUmbundu vanoti teleka (cook by boiling). VaVenda vanoti -tereka (v. strike. From Afrikaans terk).
- VaKongo neLenje vanoti teleka (to set a pot on fire, to boil water) vachireva kugadza poto pamoto.
- Kikongo inoti teleka (v. to appoint to (an office), proclaim, make an official or public announcement, declare, preach, herald).