Kongela
Kongela izita remhuri rinowanikwa kuSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Ntembeko Kongela; Elizabeth Kongela; Khanyisa Kongela; Mathemba Kongela.
- Mazita ari pedyo: Chikonge, Makonga sezita, Mukonge, Konga.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kiwanga inoti makonge kana omakonge (n. sisal plants) kureva makonje. Umbundu inoti kongela (v. put together; unite) kureva kukumbanidza.
- Umbundu inoti ocikonge (n. Mustering camp). Mamwe mazwi: konga (n. muster, assemble) kuunganidza bato nekuverenga varipo nevasipo.
- Duala vanoti ohongela (n. a joining; a putting together).