Shoko rokuti kuredza kana kuraura (fishing) rinoreva kuteya hove kuti udzibate nechirauro.

Masunci daga Djibouti ya tafi kamun kifi a cikin Bahar Maliya

Kubvuva zvinoreva kushandisa rutava pamvura yakadzika kuti ubate hove. Wacho anobata hove nenzira iyi anonzi mubvuvi, vawanda vonzi vabvuvi.

Chinamato

chinjirudza
  • Jesu akati kuvadzidzi vake "Ndichakuitai varedzi vevanhu.
  • Kune chikwata chevarume vechitendero chechiKristu vanoimba nziyo vachizvidana kunzi vabvuvi.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaDigo vanoti vuwa (v. fish) kureva kubvuwa. Mamwe mazwi: mvuvi (fisherman) vachitaura mubvuwi.
  • VaSwahili vanoti chambo kana vyambo pakuwanda (bait, lure) kureva hwambo. VaKinande vanoti ekyambo (n. bait) vachireva hwambo.
  • Kikongo inoti taka (a wooden hitch). VaLungu vanoti ukuvuwa (to fish with a net) kureva kubvuwa.
  • Kikongo inoti taka (a short piece of wood fastened in the centre to a fishing line, which hitches crosswise when swallowed, so the fish is caught).
  • Nyanja vanoti chiwanza (a fishnet). VaKagulu vanoti -lowa (v. fish) vachireva kuredza. Nsenga vanoti vuika (v. put in water).
  • Herero vanoti tungura kana raura (take down as something from an elevated place; bring down from a height; cause to descend).
  • VaMaore vanoti uruva (n. plant poison for fishing) kureva hwanga hunoshandiswa kubata hove.