Lusembo izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Chisenga Lusembo; Francine Lusembo; Toussaint Lusembo, Robert Lusembo.
  • Mazwi ari pedyo: Rusambo sezita.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Luganda inoti lusamba (n. a bracelet) kureva tsambo. Bemba inoti ulusambo (n. a copper bracelet) kureva tsambo.
  • Umbundu vanoti olusambo (wire). Kimbundu vanoti dilunga (n. Bracelet - Hoop earrings).
  • Nyiha vanoti sambo (thin bands made of the tail hairs of giraffes bound with fine iron or copper wire).
  • Lingala inoti sambo (seven) kureva nomwe. VaLamba vanoti lusambo, insambo (n. brass anklet; bracelet).
  • VaLozi vanoti kasambo kana tusambo pakuwanda (n. grass bracelet (mostly worn by children) kureva tsambo.