Mafuwa izita rinowanikwa muZimbabwe. Mafuwa imhando yemakore emvura. Kupfuwa zvinoreva kuchengeta mhuka dzepamusha dzakadai semombe, mbudzi, hwayi kana huku.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaDigo vanoti fuwa (to be paralysed in part of the body (e.g. leg, arm) vachireva kuremara.
  • Lenje vanoti fuwa (steady, even tempered).
  • VaLenje vanoti fuwa (be raw, unripe, not cooked enough; 2. undeveloped, not fully grown, foolish, inexperienced), kureva mbishi kana kushaya ruzivo.
  • Baila vanoti kufua (to have, to possess, to gain, to be rich), kureva kupfuma.