Masuku izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Sihle Masuku; Betina Masuku; Bongani Masuku; Blessings Masuku.
  • Mazwi ari pedyo: Tsuku sezita, Mashuku sezita.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Chewa inoti masuku (wild fruit the msuku tree - is the size of a plum) kureva mashuku. Umbundu inoti kusuka (adj. red) kureva hutsvuku.
  • MaZulu vanoti ilisuku kana amasuku (Day: (i) period of twenty-four hours; (ii) period of daylight.) kureva musi kana muswere wezuva.
  • MaZulu vanoti amasuku (Days, lifetime) kureva misi kana mazuva ehupenyu. Nyungwe vanoti masuku (n. breasts) kureva mazamu.
  • VaWanga vanoti omusuku (foreigner; enemy; one not of one's own clan and therefore a possible husband or wife; enemy thing e.g snake).