Mbala izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo, Kinshasa, Cameroon, Kenya neAngola.

  • Vanhu vane zita iri: Natacha Mbala; Flair Mbala; Constance Mbala.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Zigula neKikwere inoti mbala (clever people; shrewd people; a cunning person/people) munhu akachenjera.
  • Zigula inoti ubala (1. cleverness, 2. cunningness, 3. smartness, 4. smartness, 5. wisdom) kureva mbaravare.
  • Umbundu inoti ombala (main village or seat of kingdom). Chewa inoti opala kana opala (courtier - one working at court).
  • Herero inoti ombala (chief, ruler; king). Mamwe mazwi: ouvara (kingdom, chiefdom).
  • Kimbundu inoti mbala (n. village) kureva musha. Mamwe mazwi: mbala (n. belt; strap; leash).
  • Kikongo inoti mbala (potato, sweet potato) kureva mbatata kana mbambaira. VaGikuyu vanoti mbala (fracas).