Mbata izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, South Africa, Kenya neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Thandiwe Mbata; Veronica Mbata; Monique Mbata; Tracey Mbata.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Sangho vanoti mbata (n. stool, seat, workstation) kureva chigaro.
  • Samburu vanoti rubata; mbata (n. part; joint) kureva nhengo. Mamwe mazwi: rupata (n. heap, pile).
  • Samburu vanoti mbata (n. 1. side; 2. region, area) kureva dunhu. Kikongo inoti mbata, mboko (n. commission).
  • Kikuyu, Mambwe neVaBemba vanoti mbata (duck) kureva bata. VaWabo vanoti nimbatta (duck) kureva bata.
  • Venda inoti mbata kana mbate (n. threshing floor) kureva pachipuriro. VaNyoro vanoti mbata (the level part at the base of a mountain).
  • Chewa inoti mbetete kana mbata (a trumpet made of an animal horn or wood).
  • Swahili vanoti mbata (fully ripe coconut). VaRwanda vanoti imbata (slave) kureva muranda.