Muchiri sezita
Muchira izita remhuri muZimbabwe neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Sekai Muchira; Nyasha Muchira; Pardon Muchira; Joanne Muchira.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kikuyu vanoti kochira (v. reign; adjudge). Mamwe mazwi: kochora (to settle; to decide). Machira (n. council; adjudication).
- KiKuyu vanoti chira (n. decision; discussion).
- BaKalanga vanoti chila (live; survive) kurarama kana kupona. Mamwe mazwi: buchilo (life) kureva hupenyu.
- Nsenga vanoti chila (v. live upon). Mamwe mazwi: chizhya (v. maintain, support life, give food to).
- Lunda vanoti mukila (n. queue) kureva mudungwe. Kinande vanoti omukira (a sub-ethnicity).