Mumvuriwedombo kana kabovora (n. Pellaea calomelanos) rudzi rwegwenzi rinowanikwa munyika dzekumabvazuva nekuchamhembe kweAfrica. Nyika idzi dzinosanganisira Angola, Botswana, Democratic Republic of the Congo, Ethiopia, Kenya, Malawi, Mozambique, Namibia, Somalia, South Africa, South Sudan, Sudan, Tanzania, Uganda, Zambia, neZimbabwe.

  • Zvinonzi rudzi rweBakwena vaishandisa mukaka wegwenzi iri semushonga wekudzikamisa vana vanotya munguva dzehusiku.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Sepedi vanoti patalewana (n. Pellaea calomelanos) kureva muti wekabovora.

Zvakakochekerwa chinjirudza