Gumbo
(runangakatsva kubva kuMurenje)
Gumbo (leg) ndiyo nhengo inobuda kuzasi kwemutumbi wemunhu iyo tinoshandisa pakufamba nepakukava
- Kugumburwa (to be hurt by knocking the foot).
- Murenje kana mwendo zvichitaurwa kuChiNdau.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Gumbo rakakuvara zvakaipa, uri fambise chinyai, kusvika rapora.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- Nyungwe inoti mwendo (n. foot, leg) kureva tsoka kana gumbo. Kwanyama inoti okuulu (n. leg) kureva gumbo.
- Fwe vanoti rushonsho; rushosho (tibia) ibvupa guru remupimbiri. Lunda vanoti mwendu; nyendu (leg, legs) igumbo.
- Luganda inoti mugulu (leg) kureva gumbo. VaTonga vanoti kulu kana maulu pakuwanda (n. leg) kureva gumbo.
- VaLamba vanoti kulu kana maulu pakuwanda (n. leg) kureva gumbo.
- Kikongo inoti kia kulu (hind leg) kureva gumbo reshure. VaKikuyu vanoti guru kana maguru pakuwanda (leg, legs) kureva gumbo.
- Digo inoti gulu kana chigulu (leg, including the foot of a person) kureva gumbo pamwe netsoka yemunhu.