Mutohwe

(runangakatsva kubva kuMutobwe)

Mutohwe, mutobwe kana mugurura (n. Azanza garckeana) muti wechero unowanikwa muZimbabwe, Botswana, Zambia nedzimwe nyika kuchamhembe kweAfrika.

Matohwe
Kutengesa Matohwe

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Zvakakochekwa

chinjirudza