Muzhanje

(runangakatsva kubva kuMutongoro)

Muzhanje, mutongoro kana mushuku (n. Uapaca kirkiana) muti wemuchero unowanikwa munyika yeZimbabwe nedzimwe nyika kusanganisira Angola, Congo, Kinshasa, Zambia, Burundi, Tanzania, Malawi, neMozambique. Muchero uyu muchero une mukurumbira mumatunhu mazhinji eZimbabwe. Muchero unodyiwa nemhuka nevanhu. Mhuka dzinonyanya kufarira muchero uyu dzinosanganisiri mapfeni, tsoko, shiri, nhururamatamba, makonzo, mbeva, nzou, nedzimwe dzakawanda.

  • Mbogo (Ripe zhanje fruit that has not fallen from tree).
  • Sango remiti yemazhanje rinonzi jiri.
Mazhanje akaibva
Mashizha eMuzhanje
  • Ushe muzhanje hunokuva. Chieftainship is (like) a wild loquat tree whose fruits are seasonal.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Zvakakochekerwa

chinjirudza