Musiyasitu

(runangakatsva kubva kuMutongotowa)

Musiyasitu (n. Dombeya rotundifolia) rudzi rwemuti unowanikwa muAfrica munyika dzinoti: DRC, Uganda, Kenya, Tanzania, Malawi, Mozambique, Zambia, Zimbabwe, Botswana, Namibia, Eswatini neSouth Africa.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Sepedi vanoti mokgopa, kana mogokobu (n. Dombeya rotundifolia) kureva muti wemusiyasitu.
  • Venda inoti tshiluvhari (n. Dombeya rotundifolia) kureva muti wemusiyasitu.
  • VaTsonga vanoti nyangala kana xiluvarhi (n. Dombeya rotundifolia) kureva muti wemusiyasitu.
  • VaLenje neVaLozi vanoti mushitu kana musitu (thick undergrowth, bushes, forest, woodlands, reeds - as in a river) vachireva rusitu.
  • Chewa inoti situ (a thicket, jungle). Mamwe mazwi: nsitu (a thicket used as a burial place).
  • Kihehe inoti mukangatwe, muto kana mutobo (n. Dombeya rotundifolia) kureva muti wemusiyasitu.

Mapikicha

chinjirudza

Zvakakochekwa

chinjirudza