Mutowa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Swahili inoti mtoa (one who issues or dispenses). Mamwe mazwi: mtoa dawa (pharmacist). Toa nuru (emit light, shine). Toa pepo (exorcise a spirit).
  • Lenje inoti kutowa (Fearful, afraid, timid, cowardly) kureva kutya. Taita inoti kutoa (to taste). Shambala inoti kutoa (v. to strike) kureva kurova.
  • VaKagulu vanoti kutowa; kutoa (v. hit, smite, beat) kureva kurova. VaZigula vanoti watowigwa kana mtowigwa (n. assault victims) vachireva vanhu varohwa.
  • VaTumbuka vanoti kutowa (to be pretty or beautiful) vachireva kuva munaku. Mamwe mazwi: vanoti chakutowa (beautiful) vachireva chinaku.
  • VaMambwe vanoti -towa (to walk on tiptoe) kureva kunyahwaira. Mamwe mazwi -towa (to walk carefully, slowly being constantly on the look-out).