Phiri
Phiri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Raphael Phiri, Friday Phiri naMakwinji Soma Phiri vaiva vatambi venhabvu.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Chewa neTumbuka vanoti phiri kana piri (hill; mountain) kureva gomo.
- Baila vanoti lupidi kana mapidi kureva gomo. Taabwa vanoti lupili kureva gomo.
- VaLenje vanoti chilundu, mulundu, lupili kana malupili (Hill) kureva chikomo.
- Nyungwe vanoti phiri kana mapiri kureva gomo. Nsenga vanoti chilupilii kureva gomo.
- Sesotho inoti phiri (n. hyena) kureva bere.