Reshe
Reshe mutauro weKainji unowanikwa kuNigeria.
- Reshe inoti akabila (n. tribe) kureva rudzi rwevanhu.
- Reshe inoti bira (v. choose) kureva kusarudza.
- Reshe inoti bona (v. meet) kureva kusangana.
- Reshe inoti kuma (v. gather) kureva kuunganidza. Mamwe mazwi: kume (n. assembly) kureva gungano.
- Reshe inoti masakaya (n. ash; ashes) kureva dota.
- Reshe inoti ndare (n. sliperiness; smoothness) kureva kutsvedzerera.
- Reshe inoti nhare (n. roar) kureva kudzvova.
- Reshe inoti paluke (v. tear) kureva kubvaruka.
- Reshe inoti pari (v. instruct; teach) kureva kudzidzisa.
- Reshe inoti peepa (v. blow) kureva kupepa.
- Reshe inoti ri-lume (n. tongue) kureva rurimi.
- Reshe inoti rikongo (n. greediness) kureva makaro.
- Reshe inoti rito (n. boundary) kureva muganhu.
- Reshe inoti sua (adj. little) kureva diki. Fananidzai nokuti chitsuwa.
- Reshe inoti tana (v. come forth).
- Reshe inoti tololo (n. slime).
- Reshe inoti tsotso (adj. small) kureva diki.
- Reshe inoti tsume (v. send) kureva kutuma.
- Reshe inoti uburando (n. beggar) kureva mupemhi. Fananidzai nokuti muranda.
- Reshe inoti ujengwe (n. sack) kureva saga.
- Reshe inoti ukami (adj. greatness) kureva hukuru.
- Reshe inoti u-koma (n. iron; steel) kureva simbi.
- Reshe inoti ukuni (adj. save; wild).
- Reshe inoti zuku (adj. all) kureva zvose.