Ruvari izita remhuri rinowanikwa muRwanda neBurundi.

  • Vanhu vane zita iri: Christella Ruvari, Yves Ruvari, David Ruvari,Emmanuel Ruvari.
  • Mazita ari pedyo: Chavarika sezita.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Herero vanoti -vari (n. two). Mamwe mazwi: mbari, tuvari, yevari (n. two).
  • Umbundu inoti vali (adj. two; more) kureva mbiri. Mamwe mazwi: oluvali (second wife ; again, the second time).
  • Lomwe inoti waarika (v. toast) kureva kutosta. Swahili inoti kwarika (to make a nest) kureva kuvaka dendere
  • Zigula inoti kualika (v. to invite; inviting) kureva kukoka. Giryama inoti ku-arika (pop - make a light explosive sound, snapping).