Soosoo kana Soso mutauro unowanikwa kuGuinea neSierra Leone.

Mazwi Anotodza Bantu

chinjirudza
  • Soso inoti funde (n. millet) kureva mapfunde.
  • Soso inoti sa (put) kureva isa.
  • Soso inoti dimi (n. darkness) kureva rima.

Mamwe Mashoko

chinjirudza
  • Soso inoti male (n. rice) kureva mupunga. Mamwe mazwi: bande (n. cooked rice).
  • Soso inoti bera (n. axe) kureva demo.
  • Soso inoti luti (n. rope) kureva tambo.
  • Soso inoti kira (n. road) kureva nzira.
  • Soso inoti tunde (n. pot) kureva poto.
  • Soso inoti yei (n. water) kureva mvura.
  • Soso inoti foye (n. wind) kureva mhepo.
  • Soso inoti fikha (n. white) kureva huchena.
  • Soso inoti gbeli (n. red) kureva tsvuku.
  • Soso inoti fura (hot) kureva kupisa.