Abiyedu

(runangakatsva kubva kuVabiako)

Abiyedu, Abiyangu, mabiyangu mazwi anoreva mumwe wangu wandinofambidzana naye kana wandinaye pane zviri pano.

Vabiyedu, vabiako kunenge wave kutaura pahuwandu.

Mitauro yeAfrica chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaBemba vanoti mubiye (n. friend) kureva shamwari. VaSwahili vanoti bia (cooperation, partnership; business company).
  • Nsenga vanoti mwiyangu (n. my friend; my companion). Gbeya vanoti biya (n. friend) kureva shamwari.
  • VaZigula vanoti mbuyangu (my friend) shamwari yangu. Mamwe mazwi mbuya (friend; friends) kureva shamwari. Umbuya kureva hushamwari.
  • VaGulu vanoti mbwia (n. friend; acquantance). Mamwe mazwi: mbwienu (your friend). Mbwia angu (friend). Ubuia (n. friendship).
  • Dagbani vanoti mabia (n. 1. brother; 2. brotherhood, a family affair; 3. fraternity; kindred). Fananidzai nokuti mabiyangu?