Huswa
(runangakatsva kubva kuZitsinzinzi)
Huswa kana nduwe (grass) zvinoreva madzinde anomera ane mashizha matete. Huswa hwakakosha kuchengeta ivhu kuti risakukurwa nemvura inoyerera pavhu kana mhepo inovhuvhuta. Huswa hunopawo mafuro (chokudya) kuzvipfuyo nemhuka dzesango.
- Chiraro (Area of thick grass).
- Chimhovhora (Tall, young grass not yet in flower).
- Mbawa ( type of grass; Rhynchelytrum repens) apa kureva mhando yehuswa hunonzi bhurakwacha.
- Zitsinzinzi kana matsotsi (stump of grass after fire).
- Mwenje (thatch; grass) apa kureva huswa kururimi rweChiNdau. Kune dhamu rekuChiweshe Mashonaland Central rinonzi Mwenje Dam.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Mwari wakati, Nyika ngaimere mwenje nemiriwo inobereka mbeu, miti inobereka michero: God said, “Let the earth put forth grass, seed-producing plants, and fruit trees... (Genesis 1:11 Bhaibheri reChiNdau).
- Asi siya guri nenzinde dzawo mumavhu, rinebhande resimbi nethusi, munduhwe yomushango: But let the stump and its roots, bound with iron and bronze, remain in the ground, in the grass of the field.(Daniel 4:15 Bhaibheri reChiNdau).
- Chihwa kana ruhwa (n. Blade of grass).