Ajagbe mutauro weAfrika unowanikwa kuBenin.

  • Ajagbe vanoti ashi (n. woman; wife; female) kureva mukadzi.
  • Ajagbe vanoti asu (n. husband, male) kureva murume.
  • Ajagbe vanoti atɔn kana amatɔn. (adj. five) kureva shanu.
  • Ajagbe vanoti azexe (n. owl) kureva zizi.
  • Ajagbe vanoti dodò (n. thinness; weight loss) kureva chidodo kana mudodo.
  • Ajagbe vanoti ɛɛ (adv. yes) kureva ehe.
  • Ajagbe vanoti gomɛ (n. 1. pocket; purse purse; resources; finance; 2. resource; 3. account ) kureva homwe.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Ajagbe vanoti amɛ (n. person; man, individual) kureva munhu.
  • Ajagbe vanoti agan (n. 1. power; force; strength; force; health) kureva kusimba.
  • Ajagbe vanoti ajitɔ (n. father; parent) kureva baba. Mamwe mazwi: cekeceke (adv. actively; energetically).
  • Ajagbe vanoti agbe (n. life; energy; existence) kureva hupenyu.
  • Ajagbe vanoti Aye kana ajinɔ (n. Mom) kureva amai. Fananidzai nokuti nyina.
  • Ajagbe vanoti akɔta (n. 1. clan; tribe 2. lineage) kureva dzinza.
  • Ajagbe vanoti ada (n. father) kureva baba.
  • Ajagbe vanoti balimɛ (n. 1. valley; descent 2. downstream) kureva kwakadzika.
  • Ajagbe vanoti cikeshi (n. malaria) kureva malaria.
  • Ajagbe vanoti cinɔnu (n. inheritance) kureva nhaka.
  • Ajagbe vanoti dodomɛ (n. area in between; midst; middle; 2. middle; 3. abdomen) kureva pakati.
  • Ajagbe vanoti dandantɔ (n. nomad). Mamwe mazwi: egbɛ (n. 1. universe; creation universe; creation; life 2. life).
  • Ajagbe vanoti ejiɖeɖe (n. confidence; hope; hope). Mamwe mazwi: ejidodo (n. 1. courage; audacity 2. tenacity).
  • Ajagbe vanoti dada (older sister) kureva sisi vakuru. Ndebele vanoti dade.
  • Ajagbe vanoti ɖekɛ (no; no one; none) kureva hakuna kana hapana.
  • Ajagbe vanoti emɔɖeɖe (n authorisation; permission) kureva mvumo. Mamwe mazwi: ejuta (n. Capital).
  • Ajagbe vanoti eto kana tomɛmi (n. 1. village; city village; city; country; 2. country; 3. inhabited locality) kureva guta.
  • Ajagbe vanoti eshijaja (n. rain; flood) kureva kunaya kwemvura.
  • Ajagbe vanoti ejicinya (n. conscience; foreboding). eŋtete₂ n 1capacité; force 2virtualité
  • Ajagbe vanoti eɖe; ɖeka; yeye. (adj. one) kureva chimwe.
  • Ajagbe vanoti gaɣi (n. white metal) kureva simbi chena. Mawe mazwi: lolò (v. dissolve; melt dissolve; melt).
  • Ajagbe vanoti gunu (n. base) kureva garo. Mamwe mazwi: gawu (n. bean cake).
  • Ajagbe vanoti guti (n. sweet potato) kureva mbambaira. Mamwe mazwi: gate (n. maize mill).
  • Ajagbe vanoti hata (n. 1. species; 2. genus; 3. category; 4. type; 5. variety) kureva mhando.
  • Ajagbe vanoti jijì (n. 1. birth; 2. reproduction) kureva kuzvarwa.
  • Ajagbe vanoti lebga (n. 1. idol; 2. statue; 3. devil).
  • Ajagbe vanoti manya (n. candidiasis; disease producing sores on mouth and anus).
  • Ajagbe vanoti Mawu (n. God) kureva Mwari.
  • Ajagbe vanoti nɔjiji (n. child of the same mother) kureva mwana waMai vamwe.
  • Ajagbe vanoti nyanyá (n. 1. knowledge; know; 2. concept; 3. recognition).
  • Ajagbe vanoti savi (n. palm wine with little fermentation).
  • Ajagbe vanoti shika (n. gold) kureva ndarama.
  • Ajagbe vanoti toga (n. edge; end) kureva mucheto.
  • Ajagbe vanoti tobgo (n. twin) kureva batya.
  • Ajagbe vanoti zogbe kana zoxu (n. wilderness; wilderness desert; desert) kureva gwenga.

Duramazwi racho rinowanikwa pa webonary.org.