Ambaleeŋge mutauro unowanikwa kuMali.

  • Ambaleeŋge inoti do (n. night) kureva husiku. Fananidzai nokuti chiro?
  • Ambaleeŋge inoti sele (all) kureva zvose. Wongororai izwi rokuti gwekwesera?
  • Ambaleeŋge inoti golo (long) kureva refu. Fananidzai nokuti gorokodzwa?
  • Ambaleeŋge inoti bamba (wide) kureva hupamhi. Fananidzai nokuti kupambadza?
  • Ambaleeŋge inoti swe (n. ground) kureva pasi. Ndebele inoti ilizwe kureva nyika.
  • Ambaleeŋge inoti sumbi (deep) kureva hudzamu. Ko kuti mushumbi?
  • Ambaleeŋge inoti yéshímá (white) kureva huchena.
  • Ambaleeŋge inoti seeli (n. eight) kureva sere.
  • Ambaleeŋge inoti taandi (three) kureva nhatu.
  • Ambaleeŋge inoti noomu (n. five) kureva shanu. Fananidzai nokuti nomwe?
  • Ambaleeŋge inoti gunda (n. slave) kureva muranda.
  • Ambaleeŋge inoti nda (n. person) kureva munhu.
  • Ambaleeŋge inoti paŋga (n. granary) kureva dura.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Ambaleeŋge inoti dùndù (n. root) kureva mudzi.
  • Ambaleeŋge inoti she (seed/stone/pip) kureva mbeu.
  • Ambaleeŋge inoti geni (fire) kureva moto. Fananidzai nokuti mheni?
  • Ambaleeŋge inoti ale (cloud) kureva gore. Mamwe mazwi: wàyà (n. year) kureva gore.
  • Ambaleeŋge inoti dεndεmo (evening) kureva madeko.
  • Ambaleeŋge inoti duŋguru (short) kureva pfupi.
  • Ambaleeŋge inoti pεmbi (narrow) kureva pakamanika.
  • Ambaleeŋge inoti kilolo (cold) kureva kutonhora.
  • Ambaleeŋge inoti baru (add to) kureva kuwedzera.
  • Ambaleeŋge inoti sheŋge (n. Bulrush millet).
  • Ambaleeŋge inoti kakunde (n. onion) kureva onyeni.
  • Ambaleeŋge inoti gònɔ́ (n. melon) kureva nwiwa.
  • Ambaleeŋge inoti pomboga (empty) kureva demhe.
  • Ambaleeŋge inoti kojikolo (green).
  • Ambaleeŋge inoti toowa (n. nine) kureva pfumbamwe.
  • Ambaleeŋge inoti dube (n. iron) kureva simbi.
  • Ambaleeŋge inoti nyambe (glow-worm).
  • Ambaleeŋge inoti tagu (n. lie) kureva manyepo.
  • Ambaleeŋge inoti tolo (anthill) kureva churu.
  • Ambaleeŋge inoti nara (gum, glue) kureva namo.
  • Ambaleeŋge inoti mandi (laughter) kureva maseko.
  • Ambaleeŋge inoti dabale (n. proverb) kureva chirahwe.
  • Ambaleeŋge inoti dõ (n. word) kureva shoko.
  • Ambaleegge inoti ɔndɔ (pond, lake) kureva dziva kana nyanza.