Chindali mutauro weBantu unowanikwa kuMalawi neTanzania. Mutauro weChilambya uri pedyo neChindali.

Mazwi Anotodza Shona chinjirudza

  • Ndali inoti indalama (n. money) kureva mari.
  • Ndali inoti iliino (n. tooth) kureva zino. Mamwe mazwi: ifupa (n. bone) kureva bvupa.
  • Ndali inoti kapele (n. pimple) kureva mburwa. Fananidzai nokuti maperembudzi.
  • Ndali inoti nambelele (n. sheep) kureva hwayi. Mamwe mazwi: abakamu (n. relative) kureva hama.
  • Ndali inoti amalimi (n. lips) kureva miromo. Mamwe mazwi: keeta (v. see) kureva kuona.
  • Ndali inoti otela (v. bask) kureva kugota zuva kana kugota moto.
  • Ndali inoti umaji (n. mother) kureva amai. Mamwe mazwi:
  • Ndali inoti umukáβi (n. rich person) kureva mupfumi. Mamwe mazwi: káβa (v. become rich) kureva kupfuma.
  • Ndali inoti umupíina (n. poor person) kureva murombo. Mamwe mazwi: piina (adj. poor).
  • Ndali inoti -piinga (v. obstruct) kureva kupinga. Mamwe mazwi: sooni (adj. shy) kureva kusvoda.
  • Ndali inoti umukata (lazy person) kureva nyope. Mamwe mazwi: kata (adj. lazy).
  • Ndali inoti umufwa maso (n. blind person) kureva bofu. Mamwe mazwi: luwilo (adj. fast) kureva kuviruka.
  • Ndali inoti umutali (n. tall person) kureva munhu murefu. Fananidzai nokuti kutaramuka?
  • Ndali inoti kali (fierce) kureva hukari. Mamwe mazwi: umukali (n. angry or fierce person) kureva mukariri.
  • Ndali inoti aβaléendo (n. guests, visitors) kureva vaenzi.

Mamwe Mashoko chinjirudza

  • Ndali inoti ingongole (n. debt) kureva mungava. Mamwe mazwi: iimbula (n. beeswax).
  • Ndali inoti indeende (n. cow) kureva mombe. Mamwe mazwi: umulindu (n. girl) kureva musikana.
  • Ndali inoti indondwa (n. star) kureva nyenyedzi. Mamwe mazwi: umukolo (n. wife) kureva mukadzi wa-.
  • Ndali inoti ifeeni (n. forehaeds) kureva huma. Fananidzai nokuti mapfeni?
  • Ndali inoti amasaja (n. cheeks) kureva matama. Mamwe mazwi: amakole (veins) kureva tsinga.
  • Ndali inoti kambangeli (n. bracelet) kureva bhengoro. Mamwe mazwi: mbuula (n. mucus) kureva dzihwa.
  • Ndali inoti suusu (n. vagina). Mamwe mazwi: iifuu (n. hippo) kureva mvuu.
  • Ndali inoti iseembe (n. axe) kureva demo. Mamwe mazwi: inguumbe (n. earth pot) kureva hari.
  • Ndali inoti íɲoongo (n. liver) kureva chitaka. Mamwe mazwi: ifupa (n. bone) kureva bvupa.
  • Ndali inoti ibaanda (n. blood) kureva ropa. Mamwe mazwi: ndebela (n. valley).
  • Ndali inoti ikuundu (n. anus). Mamwe mazwi: ulusoko kana amasoko pakuwanda (n. river) kureva rwizi.
  • Ndali inoti pulika (v. listen) kureva kuteera. Mamwe mazwi: ongelefa (v. add) kureva kuirika.
  • Ndali inoti biinga (v. hunt) kureva kuvhima. Mamwe mazwi: umubiingi (n. hunter) kureva muvhimi. Apa bii achidudzwa kunzi βii.
  • Ndali inoti paɲúma (n. on the back) kureva mushure. Mamwe mazwi: pasi (on the floor) kureva pasi.
  • Ndali inoti kumháɲa (at the sky) kureva mudenga. Mamwe mazwi: ifulafi (n. flash).
  • Ndali inoti pese (thin) kureva nhete. Mamwe mazwi: tali (deep) kureva yakadzama.
  • Ndali inoti piimba (short, shallow) kureva pfupi. Mamwe mazwi: mwaama (adj. heavy) kureva remu.
  • Ndali inoti βuma (adj. dry) kureva kuwoma. Mamwe mazwi: telemuka (adj. slippery, smooth) kureva [[]kutsvedza].
  • Ndali inoti swepu (white) kureva chena. Mamwe mazwi: fitu (adj. black) kureva svipa. Kesama (adj. red) kureva tsvuku.
  • Ndali inoti naandi (n. young). Mamwe mazwi: umwáana munáandi (small child) kureva mwana mudiki.
  • Ndali inoti ukukumba (v. to dig) kureva kutimba.
  • Ndali inoti ukulaanga (you eat - habitual) kureva unodya. Mamwe mazwi: iswi kana inswi (n. fish) kureva hove.