Germany
| |||
Rwiyo: Deutschlandlied | |||
![]() |
Germany inyika iri kumadokero kweEurope. Nyika iyi ine hugari hwevanhu mamiriyoni 82.5, uye ndiyo nyika ine vanhu vazhinjisa kana kuchitariswa Mubatanidzwa weEurope.
HistoryEdit
East Francia ne Holy Roman EmpireEdit
Muna 1517, kuWittenberg mufundisi ainzi Martin Luther akaparura pfungwa dzake makumi mapfumbamwe-shanu, achimisidzana neRoman Catholic Church - uku kukava kutanga kweProtestant Reformation.
Weimar Republic ne Nazi GermanyEdit
- Musi wa 11 Nyamavhuvhu 1919 mutungamiri Friedrich Ebert akasaina bumbiro remutemo rinonzi Weimar Constitution[1]
- Nazi Party yaitungamirwa naAdolf Hitler yakakunda musarudzo yeGerman Federal Republic yakaitwa muna Chikunguru 1932..
ReferencesEdit
- ↑ Fulbrook 1991, pp. 156–160.