Ikoma mutauro unowanikwa kuTanzania.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaIkoma vanoti mutemi (n. king) kureva mambo.
  • Ikoma vanoti chambwe (jackal) kureva gava.
  • Ikoma vanoti omoona (child) kureva mwana.
  • Ikoma vanoti omugendi (traveller) kureva varwendo.
  • Ikoma vanoti ororeme (tongue) kureva rurimi.
  • Ikoma vanoti omuti (medicine) kureva mushonga unorapa.
  • Ikoma vanoti omuti (tree) kureva muti.
  • Ikoma vanoti muramu (sister-in-law) kureva muramu.
  • Ikoma vanoti moremi (farmer) kureva murimi.
  • Ikoma vanoti kobina (to dance) kureva kudzana.
  • Ikoma vanoti koroma (to bite) kureva kuruma.
  • Ikoma vanoti koemba (to dance) kureva kuimba.
  • Ikoma vanoti nyina (n. mother) kureva Amai.
  • Ikoma vanoti nyama (n. meat) kureva nyama.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Ikoma vanoti riharara (grasshopper) kureva [[]].
  • Ikoma vanoti suna (mosquito) kureva humhutu.
  • Ikoma vanoti tuka (dig) kureva kuchera.

[1]

  1. https://www.academia.edu/8036126/Ikoma_nominal_tone