Kitule
Kitule kana Tula mutauro unowanikwa kuNigeria kuGombe State. Kitule mutauro uri muboka reMitauro yeSavhana.
Mazwi Anotodza Bantu
chinjirudzaMamwe Mashoko
chinjirudza- Tula inoti kar (n. headpad) kureva hata.
- Tula inoti feer (v. to stretch out, expand) kureva kutambanuka. Mamwe mazwi:
- Tula inoti kuu (n. farm) kureva purazi. Mamwe mazwi: ku (v. to flay, to skin) kureva kuvhiya.
- Tula inoti kun kana báŋ (n. mountain) kureva gomo.
- Tula inoti fèbu (all) kureva ose. Ko panoti kupfeva? Mamwe mazwi: fwɛ̀bʊ (quickly, rapidly, soon).
- Tula inoti kada (n. dog) kureva imbwa. Mamwe mazwi: kwada (n. stool, excrement, faeces, dung, manure).
- Tula inoti ma (v. to do) kureva kuita. Mamwe mazwi: mwa (v. to inform).
- Tula inoti sàr (v. to clear land for farming) kureva kutema muti kuita munda.
- Tula inoti ya (v. to go) kureva kuenda. Mamwe mazwi: fùmbà (n. poor quality crops reserved for later in the season)
- Tula inoti aram (never) kureva haisva?. Mamwe mazwi: kwi (clear iquid on beer).
- Tula inoti bwaram (n. tiredness) kureva kuneta. Mamwe mazwi: bewure (n. finger) kureva munwe.
- Tula inoti dur (n. head) kureva musoro. Mamwe mazwi: dire (n. hedgehog).
- Tula inoti bura (n. corner, angle of an object) kureva kona yechinhu. Mamwe mazwi: fura (n. corner of the house).
- Tula inoti din (n. name) kureva zita. Mamwe mazwi: sele (n. elder) kureva munhu mukuru.
- Tula inoti tuke (n. grandfather) kureva sekuru.
- Tula inoti wubare (n. wild animals) kureva mhuka dzesango. Mamwe mazwi:
- Tula inoti dinur (n. laughter) kureva kuseka.
- Tula inoti k (n. ) kureva [[]]. Mamwe mazwi: