Huremu

(Redirected from Kumhizudza)
Scale (PSF).png

Muchidzidzo fundoyetsimba, huremu izwi rinoreva kupimwa kwehuwandu hwesebhe (matter kuEnglish) anoumba chiro (object) chiri kutaurwa nezvacho. Huremu hunopimwa nechiyero chinonzi kilogram.

Mamwe MazwiEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • Kimbundu vanoti munemu (n. weight).
  • MaZulu vanoti ubuzima (n. Heaviness, weight; importance; difficulty) kureva huremu kana kugozha. VaKabwa vanoti obhurito (n. weight) kureva huremu.
  • VaLozi vanoti bukiti (n. heaviness, weight) kureva huremu. VaSwahili vanoti uzito (n. weight) kureva huremu. VaMbugwe vanoti -rito; ndito (adj. heavy).
  • Kikongo neLingala vanoti kilo (n. heavy) kureva kuremera. VaKongo vanoti mfinga (n. heaviness; weight) vachireva huremu.
  • VaKongo vanoti ejitu (n. heaviness, weight, density) kureva huremu. VaNyoro vanoti obulemezi kana bulemezi (weight) kureva huremu.