Kut- muzviito achishanduka nh- mumazita

Chinyorwa chino chakaunganidza mazwi anotanga achiti kut- achidudza zviito, anozovamba achiti nh- ava kududza mazita.

Mamwe Mazwi chinjirudza

Ko mazwi aya tingati kudini?

Zvinyorwa Zvakatodzana chinjirudza

Mamwe Mazwi eBantu chinjirudza

  • VaGanda vanoti fa, takata kana taka (die, pass away) kureva kufa. Zvichida izwi rokuti nhaka rinotodza taka?
  • VaWanga vanoti omutambi (needy person) kureva munhu ari kutambura?
  • Kikongo inoti taka, takanisa (n. to arrange together with due attention to height, size or quality, all of one kind together).