Kutonga Nyika zvichireva kutungamira nyika kungava saPresident kana Prime Minister zvichienderana nemanyorerwo ebumbiro remutemo.

Mamwe Mazwi

chinjirudza

Mutongi, murairi, She, muvusi (ruler, governor).

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Swahili vanoti mtawala (ruler, governor). Mamwe mazwi: kutawala (to rule, to govern). Zigula vanoti kutema (v. to rule).
  • VaRwanda vanoti gutwara (rule) vachireva kutonga. Mamwe mazwi: ubutware (chieftainship, authority, inheritance) kureva hushe. Umutware (chief, authority, heir).
  • VaGiryama vanoti kutawala (v. govern) kureva kutonga nyika. Mamwe mazwi: mutawala-tsi (n. governor) kureva mutongi wenyika.
  • VaKabwa vanoti -tunga (rule over a certain area) kureva kutungamira kana kutonga. VaKongo vanoti yala (to reign, rule, govern) kureva kutonga.
  • VaGungu vanoti ndema (Style of ruling) kureva matongero anoita vatongi; uye Bya ndema (politics) VaChewa vanoti ndale (politics) vachireva matongerwo enyika.

Zvinyorwa Zvinotodzana

chinjirudza