Kwanzaa mazuva ekupembera nhaka yevanhu vatema anopembererwa nevanhu vatema vari kuUnited States of America nedzimwe nyika dzine vanhu vatema dziri muMatunhu eAmerica. Kunonzi mhemberero dzeKwanzaa dzakatanga mugore 1966 nemurume anonzi Maulana Karenga, anozivikanwazve achinzi Ronald McKinley Everett.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Giryama inoti ku-andza (neut. to begin). Kikongo inoti kubanda (to begin, start, commence) kureva kutanga. Fananidzai nezwi rokuti chipande.
  • VaGiryama inoti kwandza kana maandiko (beginning). Sokuti Ku-m-ogoha Bwana ndo maandiko ga ulachu - The fear of the Lord is the beginning of wisdom.
  • Lunyoro inoti okubanza, -tandika kana -tandikire (to commence; begin). Swahili inoti chanzo (start, beginning; source; basis, foundation; cause).
  • Digo inoti chandzo (beginning; source). Lingala inoti kobanda kana bandama (v. begin) kureva kuvamba.

Mazwi ari Pedyo chinjirudza