Gomba

(runangakatsva kubva kuMusingwi)

Gomba (pit in English) zvinoreva nzvimbo yakacherwa ine hudzamu nehwasha hwakakura.

  • Gomba kana riri kuchererwa kuwana ivhu rekuwumbisa rinonzi rondo.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

Kunoitawo makomba anochererwa kuita mugodhi wekukohwa muchegwa wakasiyana siyana.

Mitauro yeBantu chinjirudza