Mutekedza izita revanhu rinowanikwa munyika yeZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tendai Mutekedza; Alice Mutekedza; Collins Mutekedza; Josphat Mutekedza.
  • Mazwi ari pedyo: Chiteka, Muteki.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Dinka inoti tek (v. Divide, distribute). Bor vanoti tɛk (adj. strong).
  • VaZigula vanoti kuteka (v. to plunder; to take as spoil; despoil; to loot) kureva kutapa.
  • Herero vanoti teka (v. to plunder; destroy; despoil; to break; ruin; go asunder).
  • Swahili inoti teka (v. 1. take up and carry away; 2. plunder, 3. pillage). Mamwe mazwi: tekeza (causative of teka).
  • VaMambwe vanoti mutekeza (one who repeats oneself very often; endlessly). Mamwe Mazwi: -tekeza (to repeat oneself very often).
  • Nyanja inoti kuteka (to divide, shake apart, assort). Lugwere inoti kitekere (n. clan) kureva dzinza.

Zvimwe Zvinyorwa

chinjirudza