Njere
Njere (Wisdom, cleverness, being bright mentally).
- Kushaya, nzero kwemhandara kupfumbira sadza chibhakera. It is unwise for a girl to fight sadza with her fist.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Huchenjeri (wisdom).
- Shumirai musikana ane njere.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- Chewa inoti kupanga njelu (to plan, to purpose, wits, sense). VaChewa vanoti nzeru (art, skill, wisdom, a piece of wisdom).
- Nyungwe inoti ndzeru, nzeru (wisdom, knowledge, intelligence) kureva njere. Herero vanoti yera (to shine, be bright).
- VaWanga inoti injero (example; way; method). VaMambwe vanoti nzelu (intelligence, clevernesse).
- Herero inoti ondyere (n. squirrel. From yera meaning to shine, be bright - because of yellowish shiny skin) kureva tsindi.
- Venda inoti vhu tali (n. wisdom). Zigula inoti ulanga; upapala kana ubala (n. wisdom; artfulness; shrewdness; cleverness).