Rwizi Mupfure
Rwizi Mupfure irwizi remuZimbabwe rinobva kuDunhu reMabvazuva eMashonaland uye runoyambuka nekuDunhu reMadokero eMashonaland. Inobatana nerwizi Sanyati iyo inoyerera ichienda kumusoro ichinodira muRwizi Zambezi.
Nzizi dze Zimbabwe | |
---|---|
Nzizi | Bubi (Bubye) • Chiredzi • Gwayi • Honde • Inkankezi • Insiza • Inyankuni • Kwe Kwe • Rimpopo • Luenha • Manyame • Mazowe • Matshabezi • Mtshelele • Mucheke • Munyati • Mupfure • Mushawe • Mutirikwe • Mwenezi • Mwewe • Mtetengwe • Mzingwane • Ncema • Ngezi (Masvingo) • Ngezi (Midlands) • Ngondoma • Panhane • Pungwe • Runde • Save • Sebakwe • Sengwa • Shangani • Shashe • Siwaze • Tokwane • Tokwe • Thuli • Umchabezi • Zambezi |