Songela izita remhuri rinowanikwa kuTanzania neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Francis Songela; Songela Sungwa; Peter Songela; Noluvuyo Songela.
  • Mazwi ari pedyo: Masongo sezita, Chisongo, Songo.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja neVaMambwe vanoti nsongo (point; the apex or point of anything; the point or extremity of any instrument, as spear, arrow, knife, pen, etc) kureva munzi.
  • Lubwisi vanoti busonga (n. point, tip, point of something sharp). Mamwe mazwi: kusongola (v. be pointed, sharp).
  • Umbundu inoti ocisongo (n. stinger). Umbundu inoti osongo (n. thorn). Lenje inoti songa (press together, heap up, pile up, cram, give full measure).
  • MaZulu vanoti songela (Get solid, begin to harden; become constipated) kureva kukukutara.