Rukangarahwe
(runangakatsva kubva kuTsangarahwe)
Rukangarahwe kana tsangarahwe (shallow gravely soil with perfect drainage).
Nhoroondo
chinjirudzaMunhoroondo yeZimbabwe, vanhu vatema vakabviswa kumaruwa aiva nevhu rakaworera, vakagariswa kurukangarahwe. Izvi zvairwadza zvikuru pakuti nyika yakanga vapambwa, apa ivhu rine huchi nemukaka wenyika richirimirwa vapambevhu.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- Mandinka vanoti kaη (on; on top) kureva pamusoro. Kimbundu inoti kanga (n. surface; face; area) kureva pamusoro pechinhu.
- VaIkizu vanoti ichangarabhwe (fine gravel) kureva rukangarahwe. VaGiryama vanoti ts'angalawe (n. gravel) kureva rukangarahwe.
- VaBemba vanoti nsakalabwe (gravel) kureva rukangarahwe. VaSwahili vanoti ihangarawe (fine gravel) kureva rukangarahwe.
- VaBwisi vanoti kukangama (n. to be on top) kureva kukangarara. VaZigula vanoti sangalawe (n. clear pebble; crystal).
- Herero vanoti oru-kanga (n. barrenness). VaGwere vanoti lwanda (n. stony, rocky land, very hard rock) kureva rukangarahwe.