Yamba
Yamba mutauro unowanikwa kuCameroon.
Mazwi Anotodza Shona
chinjirudza- Yamba vanoti bap (n. wing) kureva bapiro.
- Yamba vanoti ba (n. two) kureva mbiri.
- Yamba vanoti ba'a (v. to flash as lightning, to flash) kuti bha-a.
- Yamba vanoti bɛ̀ʼ (v. carry on back) kureva kubereka.
- Yamba vanoti cùk (vbtr. wash) kureva kusuka.
- Yamba vanoti dzeŋ (n. dance) kureva kudzana.
- Yamba vanoti hum (n. ten) kureva gumi.
- Yamba vanoti ma (n. mother) kureva amai.
- Yamba vanoti maandu (n. olive baboon) kureva gudo.
- Yamba vanoti nàm (n. animal) kureva mhuka.
- Yamba vanoti ndum (n. husband) kureva murume wemhunhu.
- Yamba vanoti nim (vbtr. refuse selfishly to give; deliberately refuse to give something to somebody) kureva kunyima.
- Yamba vanoti njàwo (theirs) kureva zvavo.
- Yamba vanoti nte (n. saliva) kureva mate.
- Yamba vanoti ntum (n. heart) kureva moyo. Chewa vanoti mutima.
- Yamba vanoti Nwì (n. God) kureva Mwari.
- Yamba vanoti nzòŋ (n. tooth) kureva [[]].
- Yamba vanoti ŋkànda (n. belt) kureva bhande.
- Yamba vanoti tàŋ (num. five) kureva shanu.
- Yamba vanoti tum (vbtr. send) kureva kutuma.
- Yamba vanoti yaaŋ (vbtr. dry by exposing to heat) kureva kuyanika.
- Yamba vanoti yum (vbint. become dry) kureva kuwoma.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Yamba vanoti fum (v. start, initiate, discover).
- Yamba vanoti gombe (n.scare crow).
- Yamba vanoti gòmbì (n. maize, corn) kureva chibage.
- Yamba vanoti haiʼ (excl. No!). Izwi iri rinoshandiswa kuNdebele kureva zvimwechetezvo.
- Yamba vanoti jwaaŋ (ideo. intently) kureva kutereresa. Ndebele vanoti zwana kureva teerera.
- Yamba vanoti jwaaŋ (ideo. intensely; completely red).
- Yamba vanoti kòŋ (vbtr. love) kureva ida. Chewa vanoti kukonda.
- Yamba vanoti kù (n, foot, leg) kureva gumbo. VaTonga vanoti kulu kana maulu (leg) kureva gumbo.
- Yamba vanoti magbe (n. grasshopper which does not fly) kureva hwisa isingabururuke.
- Yamba vanoti mve (n. stone used to support cooking pot) kureva pfihwa.
- Yamba vanoti sàmba (num. seven) kureva nomwe.
- Yamba vanoti tsòoŋ (v. tie; attach) kureva kusunga.