Ambele
Mazwi Anotodza Shona chinjirudza
Mutauro weAmbele une mazwi mashoma anonatsa kutodzana neChiShona.
- VaAmbele vanoti mwan (n. child) kureva mwana.
- VaAmbele vanoti kan (when) kureva kana uye rinhi.
- VaAmbele vanoti libi (n. faeces) kureva mavi.
- VaAmbele vanoti ata (n. father) kureva baba kana tate.
- VaAmbele vanoti nam (n. meat) kureva nyama kana mhuka.
- VaAmbele vanoti bin (n. dance) kureva kudzana. VaChewa vanoti kuvhina.