Beria kana Zaghawa mutauro unowanikwa kuChad neSudan.

Mazwi Anotodza Shona

chinjirudza
  • Beria inoti gabile (n. tribe) kureva rudzi. Fananidzai nokuti Kabila?
  • Beria inoti dab (n. gold) kureva ndarama. Slanga yekuma 1970-80, dabs zvaireva mari.
  • Beria inoti faranî (happy, joyful) kureva kufara.
  • Beria inoti mandawa (n. peanut) kureva nzungu.

Mamwe Mashoko

chinjirudza
  • Beria inoti dala (n. midwife) kureva nyamukuta.
  • Beria inoti dana (n. placenta). Mamwe mazwi: kasu (n. 1. scorpion; 2. colander, strainer, seive).
  • Beria inoti dere (prep. in the middle ) kureva pakati.
  • Beria inoti embe (n. work) kureva basa.
  • Beria inoti ger (v. burp) kureva kugeya.
  • Beria inoti guregure (n. circle) kureva dendere.
  • Beria inoti gûrû (n. alcohol, millet beer) kureva doro.
  • Beria inoti hamî (near) kureva pedyo.
  • Beria inoti haya (n. life) kureva hupenyu.
  • Beria inoti jajû kana jayo (n. centre of the hearth, between the three stones) kureva pakati pechoto.
  • Beria inoti jir (adj. blue, green). Mamwe mazwi: kureva [[]].
  • Beria inoti kana (completely) kureva zvakaperera.
  • Beria inoti kira (n. mother) kureva amai.
  • Beria inoti masamba (n. shade) kureva mumvuri.
  • Beria inoti noko (adj. one) kureva rimwe.
  • Beria inoti osara (n. family) kureva mhuri.
  • Beria inoti suwi (num. two) kureva mbiri.
  • Beria inoti ta kana tafa (n. head, skull) kureva musoro.
  • Beria inoti taka (pro. near) kureva pedyo.
  • Beria inoti ter (prep. outside) kureva panze.
  • Beria inoti teru (adv. south) kureva chamhembe.
  • Beria inoti tum (n. garlic) kureva galiki.
  • Beria inoti yom (n. day) kureva musi.

[1]

  1. http://www.rogerblench.info/Language/Nilo-Saharan/Saharan/Beria%20dictionary.pdf