Kuvhima

(runangakatsva kubva kuCharadza)

Kuvhima (hunting) zvinotaura mabasa ane chinangwa chekubata mhuka dzesango dzingave dzinodyiwa nyama kana naidzo dzisingadziwe nyama.

Mamwe Mashoko chinjirudza

  • Charadza kana charara (Hunting expedition, safari) rinoreva rwendo rwekuenda kunovhima zvikurusei rwendo rwemazuva mazhinji. Vamwe vatauri vanoti charadza kana kuti chiradza.
  • Hunza igomba raicherwa mugwara rinofamba nemhuka nechinangwa chekubata mhuka idzi.
  • Bofu harimemi hunza: a blind pesron does inspect a game pit.
  • Kudzimba
  • Kusodza (to hunt) izwi reChiManyika rinoreva kuvhima. Munhu anosodza anonzi musodza, mudzimba kana muvhimi.
  • Mudzimba kana vadzimba pakuwanda (the hunter who strikes first) zvinoreva muvhimi anotangira kubaya mhuka.
  • Vashavi
  • Muchewo (Share of the kill due to each member of a hunting party).
  • Mutandiro kureva mukati menzvimbo yakakomberedzwa namambure ekuvhimisa.
  • Dika kana runga (Sharp stake in game-pit) zvichireva chimuti chakapinza chinoiswa muhunza yekuteya mhuka dzesango. Kana zvawanda zvonzi matika.
  • Chikotero (Scent of game).
  • Jereramuromo (Hunter, food or fruit-gatherer, who brings nothing home (having consumed whatever was gathered). Kune izwi rokuti kuchera rinoreva kutsvaga michero musango.
  • Vavhimi neVacheri (Hunter Gatherers) zvinoreva vanhu vanorarama nekuvhima uye kuchera michero.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Tiri kuenda kucharara.
  • Mwamuka ndiye mwene wecharara.

Tsumo chinjirudza

  • Shungu dzinomona kana musungo wapotsa. Grief grips (the heart) if a set snare misses (its target).
  • Kutaura kwerabaya kuti chitaka hachisevesi sadza. The slaughterer can say that the liver cannot be used as relish.
  • Maisiri haatyi manenji esango. A gunsmith (hunter) does not fear the mysteries of the forest.
  • Hombarume haiiti shura nesango. A hunter has no mysterious notions about the forest.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Mambwe inoti muvwimi (a successful hunter or trapper) kureva muvhimi. VaSwahili vanoti mkonzo, mkonjo (pointed stick, hunting spear).
  • Umbundu inoti enyanga (hunter) kureva muvhimi. Mazwi Anotodzana: unyanga (hunt) kureva huvhimi.
  • VaVenda vanoti mudzimba kana muzwimi (n. hunter). VaGungu vanoti kusimba (v. spear) kubaya nepfumo.
  • Lugwere inoti kuvulumuka (flee, speed away, run off; drive off) kureva kuvhurumuka. Jita inoti kufwima kureva kuvhima.
  • Lugwere inoti kuvulumula (v. cause s.t. or s.b. to speed off abruptly & quickly) kureva kuvhurumutsa.
  • Ila inoti musongozho vanoti (sharp stick for digging a hole; also sharp point of such a stick) kureva chimuti chakapinza chekucheresa.