Jita mutauro unotaurwa kuTanzania.

Mazwi Anotodza Shona

chinjirudza
  • Jita inoti ecifuba (n. chest) kureva chipfuva.
  • Jita inoti lifuta (n. oil) kureva mafuta.
  • Jita inoti olulimi (n. tongue) kureva rurimi.
  • Jita inoti omukira (tail) kureva muskwe.
  • Jita inoti litama (n. cheek) kureva matama.
  • Jita inoti omutego (n. trap) kureva muteyo.
  • Jita inoti obukoko (n. crust) kureva goko.
  • Jita inoti jani (n. leaf) kureva shizha.
  • Jita inoti kombe (n. cup) kureva kapu.
  • Jita inoti jino zino.
  • Jita inoti jua (sun) kureva zuva.
  • Jita inoti ombubiri kureva muviri.
  • Jita inoti omuliro (n. fire) kureva moto.
  • Jita inoti ingoma (n. drum) kureva ngoma.
  • Jita inoti ecirefu (n. beard) kureva ndebvu.
  • Jita inoti omugongo (n. back) kureva musana.
  • Jita inoti inkware (n. partridge) kureva chikwari.
  • Jita inoti lisaka (n. bush) kureva chitsaka.
  • Jita inoti ecisiki (n. stump of a tree) kureva chitsiga.
  • Jita inoti obusu (n. face) kureva chiso.
  • Jita inoti omufu (n.corpse) kureva chitunha.
  • Jita inoti obula (n. intestine) kureva hura.
  • Jita inoti libaba (n. wing) kureva bapiro.
  • Jita inoti okutwi (n. ear) kureva nzeve.
  • Jita inoti ecijiji (n. village) kureva musha.
  • Jita inoti imbwa (n. dog) kureva imbwa.
  • Jita inoti olusiki kana orusiku (n. day) kureva musi.
  • Jita inoti liwa kana riwa (n. thorn) kureva muzwa.
  • Jita inoti ecipara (n. baldness) kureva r.