Chatemanyanzvi (technocracy) izwi iri riri kushandiswa pachinyorwa chino kureva mutowo wematongero unotevedza ruzivo nezvinodiwa nenyanzvi dziri panzvimbo.

Kududzwa kweZita chinjirudza

Izwi rokuti technocracy rakabva kuGreek - iro rakaumbwa nezvikamu zviviri zvinoti: techno kureva hunyanzvi, uye kratia kureva rule or strength. Saka pano chivakashure Chatema- chiri kureva nzira yehutongi inopa simba kuboka rakarehwa - sokuti Chatemanyanzvi huri hutongi hunotevedza mitemo yenyanzvii. Tarisai zviri pasi pandima iri zasi yemitauro yeBantu kuti pane dudziro yemazwi okuti tema.

Zvakakosha kuonesana kuti mashoko ari pano haako kuChiShona chemazuva ose, asi kuedza kuturikira mazwi anotaurwa kuEnglish.

Mamwe Mazwi chinjirudza

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaNyungwe vanoti mtemo (n. law) kureva mutemo. VaZigula vanoti kutema (v. to rule; govern) kureva kutema.
  • VaGogo vanoti utemi (right to rule; chiefdom, chiefship) kureva kodzero yokutonga uye hutongi.
  • VaGogo vanoti mtemi kana watemi pakuwanda (leader, rule) kureva mutongi.
  • VaIkizu vanoti -tema (rule over, reign) kureva kutonga. VaKabwa vanoti omutemi (n. ruler; leader) kureva mutungamiri.
  • Zvakakosha kuonesana kuti mashoko ari pano haako kuChiShona chemazuva ose, asi kuedza kuturikira mazwi anotaurwa kuEnglish. Grammar yacho ingaita seyapotsa, asi kana tikatarisa mamde mazita akare anodarowo: sokuti kune miti ine mazita anonzi mudyahumba üye mudyambudzi - murangairiro uri pazita uri wekuti muti uyu unodyiwa nehumba nembudzi zvichitevedzana saizvozvo.